anozadzisa mashoko omuranda wake, uye anozadzisa zvakaprofitwa nenhume dzake,anoti kuJerusarema, ‘Richagarwa,’nokumaguta eJudha, ‘Achavakwa,’nokumatongo awo, ‘Ndichaavandudza,’