“Zvanzi naJehovha, mudzikinuri wako, iye akakuumba uri mudumbu:“Ndini Jehovha, akaita zvinhu zvose, iye oga akatatamura matenga, akatambanudza nyika oga.