Testamende Yekare

Testamende Itsva

Isaya 44:19 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Hapana ane ruzivo kana kunzwisisa kuti ati, “Hafu yacho ndaishandisa pakuvesa moto; ini iyeni ndabikira chingwa pamazimbe acho, ndagocha nyama ndikadya. Ndichaita zvinonyangadza pane zvasara here? Ndichapfugamira kudanda rehuni here?”

Verenga chitsauko zvakakwana Isaya 44

Maonero Isaya 44:19 akapoteredza