Testamende Yekare

Testamende Itsva

Isaya 43:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ndudzi dzose ngadziungane pamwe chete, uye marudzi ngaaungane. Ndianiko pakati pavo akati izvi zvichaitika, akatiparidzira zvinhu zvakare? Ngavauye nezvapupu zvavo kuti zvionekwe kuti havana mhosva, kuitira kuti vamwe vanzwe vagoti, “Ichokwadi.”

Verenga chitsauko zvakakwana Isaya 43

Maonero Isaya 43:9 akapoteredza