Testamende Yekare

Testamende Itsva

Isaya 43:24 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Hauna kundivigira kana zvinotapira, kana kundigutsa namafuta ezvibayiro zvako. Asi wakandiremedza nezvivi zvako uye ukandinetesa nokudarika kwako.

Verenga chitsauko zvakakwana Isaya 43

Maonero Isaya 43:24 akapoteredza