Testamende Yekare

Testamende Itsva

Isaya 42:19 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ndianiko bofu, asi muranda wangu, uye matsi kufanana nenhume yandinotuma? Ndianiko bofu rakafanana naiye akazvipira kwandiri, kana bofu rakafanana nomuranda waJehovha?

Verenga chitsauko zvakakwana Isaya 42

Maonero Isaya 42:19 akapoteredza