Testamende Yekare

Testamende Itsva

Isaya 42:16 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ndichatungamirira mapofu nenzira dzavasingazivi, nomumakwara avasina kuziva, ndichavatungamirira; ndichashandura rima rikava chiedza pamberi pavo uye ndichaita kuti nzvimbo dzakaipa dziti chechetere. Izvi ndizvo zvinhu zvandichaita; handizovasiyi.

Verenga chitsauko zvakakwana Isaya 42

Maonero Isaya 42:16 akapoteredza