Testamende Yekare

Testamende Itsva

Isaya 42:13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Jehovha achabuda somunhu ane simba, semhare, achamutsa kushingaira kwake; nokudanidzira, achamutsa kurwa uye achakunda vavengi vake.

Verenga chitsauko zvakakwana Isaya 42

Maonero Isaya 42:13 akapoteredza