Testamende Yekare

Testamende Itsva

Isaya 40:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Imi munoparidzira Zioni zvinhu zvakanaka, kwirai pagomo refu. Imi munoparidzira Jerusarema mashoko akanaka, danidzirai nesimba, musatya; muti kumaguta eJudha, “Hoyu Mwari wenyu!”

Verenga chitsauko zvakakwana Isaya 40

Maonero Isaya 40:9 akapoteredza