Testamende Yekare

Testamende Itsva

Isaya 38:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mumazuva iwayo Hezekia akarwara kusvikira oda kufa. Muprofita Isaya mwanakomana waAmozi akaenda kwaari akati, “Zvanzi naJehovha: Gadzirisa zveimba yako, nokuti uri kuzofa; hausi kuzopona.”

Verenga chitsauko zvakakwana Isaya 38

Maonero Isaya 38:1 akapoteredza