Testamende Yekare

Testamende Itsva

Isaya 37:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Hezekia akagamuchira tsamba kubva mumaoko enhume, akaiverenga. Ipapo akakwira kutemberi yaJehovha akaitambanudza pamberi paJehovha.

Verenga chitsauko zvakakwana Isaya 37

Maonero Isaya 37:14 akapoteredza