Testamende Yekare

Testamende Itsva

Isaya 35:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo pachava nomugwagwa; uchanzi Nzira yoUtsvene. Vane tsvina havangazofambi mairi; ichava yaivavo vanofamba muNzira iyoyo; vakaipa namapenzi havangazofambi mairi.

Verenga chitsauko zvakakwana Isaya 35

Maonero Isaya 35:8 akapoteredza