Nhare dzavo dzakasimba dzichawa nokuda kwokutya; vatungamiri vavo vachavhundutswa pavachaona mureza wehondo,”ndizvo zvinotaura Jehovha, ane moto wake paZioni murazvo wake uri muJerusarema.