Testamende Yekare

Testamende Itsva

Isaya 30:33 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Tofeti yakanguri yagadzirira; yakagadzirirwa kare kugamuchira mambo. Gomba rayo romoto rakadzikiswa rikapamhamiswa, uye pane moto wakawanda nehuni zhinji; kufema kwaJehovha, sorukova runopfuta nesafuri, kuchazvitungidza.

Verenga chitsauko zvakakwana Isaya 30

Maonero Isaya 30:33 akapoteredza