Testamende Yekare

Testamende Itsva

Isaya 30:30 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Jehovha achaita kuti vanhu vanzwe inzwi rake roumambo, uye achaita kuti vaone ruoko rwake ruchiburuka pasi, nehasha zhinji nomoto wokuparadza, nokuputika kwamakore, kunaya kwemvura zhinji nechimvuramabwe.

Verenga chitsauko zvakakwana Isaya 30

Maonero Isaya 30:30 akapoteredza