Testamende Yekare

Testamende Itsva

Isaya 29:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kana kuti mukapa rugwaro kuno mumwe asingagoni kuverenga, mukati kwaari, “Ndapota, verenga izvi,” achapindura achiti, “Handigoni kuverenga.”

Verenga chitsauko zvakakwana Isaya 29

Maonero Isaya 29:12 akapoteredza