Testamende Yekare

Testamende Itsva

Isaya 26:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ivo vakafa zvino, havachararamizve; mweya yavakafa haimuki. Makavaranga mukavaparadza; makabvisa chirangaridzo chavo.

Verenga chitsauko zvakakwana Isaya 26

Maonero Isaya 26:14 akapoteredza