Testamende Yekare

Testamende Itsva

Isaya 25:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Pamusoro pegomo iri, Jehovha Wamasimba Ose achagadzirira vanhu vose mutambo wezvakakora, namabiko ewaini yakare, nyama yakanakisa uye newaini yakaisvonaka.

Verenga chitsauko zvakakwana Isaya 25

Maonero Isaya 25:6 akapoteredza