Testamende Yekare

Testamende Itsva

Isaya 24:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Naizvozvo kutuka kunoparadza nyika, vanhu vayo vanofanira kuzvitakurira mhosva dzavo. Naizvozvo vagari vomunyika vopiswa, uye vashoma ndivo vasara.

Verenga chitsauko zvakakwana Isaya 24

Maonero Isaya 24:6 akapoteredza