Testamende Yekare

Testamende Itsva

Isaya 24:18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ani naani anotiza kutinhira kunotyisa, achawira mugomba; ani naani anokwira achibuda mugomba achabatwa mumusungo.Nokuti mawindo okudenga azaruka, uye nheyo dzapanyika dzozungunuka.

Verenga chitsauko zvakakwana Isaya 24

Maonero Isaya 24:18 akapoteredza