Testamende Yekare

Testamende Itsva

Isaya 22:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vatungamiri vako vose vatiza pamwe chete; vabatwa pasina kushandiswa uta. Mose imi makabatwa mukaitwa vasungwa pamwe chete, kunyange makanga matiza muvengi achiri kure.

Verenga chitsauko zvakakwana Isaya 22

Maonero Isaya 22:3 akapoteredza