Testamende Yekare

Testamende Itsva

Isaya 2:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ndudzi zhinji dzichauya dzichiti, “Uyai ngatiendei kugomo raJehovha, kuimba yaMwari waJakobho Iye achatidzidzisa nzira dzake, kuitira kuti tigofamba mumakwara ake.” Nokuti murayiro uchabva paZioni, shoko raJehovha richabva kuJerusarema.

Verenga chitsauko zvakakwana Isaya 2

Maonero Isaya 2:3 akapoteredza