Zvichafanana nomukohwi anounganidza tsanga pamadzinde akamira, uyo anokohwa zviyo noruoko rwake, sezvinoita murume anononga hura dzezviyo muMupata weRefaimi.