Jehovha Wamasimba Ose akapika, achiti,“Zvirokwazo sezvandakafunga ndizvo zvichaitika, uye sezvandakarangarira ndizvo zvichaitika.