Bere richagara negwayana, ingwe ichavata pasi nembudzana, mhuru neshumba nezvakakodzwa zvichafura pamwe chete; uye mwana mudiki achazvitungamirira.