Testamende Yekare

Testamende Itsva

Isaya 1:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mitambo yenyu yoKugara kwoMwedzi nemitambo yenyu yakatsaurwa inovengwa nomweya wangu. Zvava mutoro kwandiri; ndaneta nokuzvitakura.

Verenga chitsauko zvakakwana Isaya 1

Maonero Isaya 1:14 akapoteredza