Testamende Yekare

Testamende Itsva

Hosea 7:2-4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

2. asi havazivi kuti ndinorangarira zvakaipa zvose zvavanoita. Zvivi zvavo zvinovakomberedza; zvinoramba zviri pamberi pangu nguva dzose.

3. “Vanofadza mambo nezvakaipa zvavo, machinda nenhema dzavo.

4. Vose imhombwe, vanopisa sechoto, moto wacho usingadi mukanyi wechingwa kukuchidzira, kubva pakukanywa kwebundu rechingwa kusvikira chafuta.

Verenga chitsauko zvakakwana Hosea 7