Testamende Yekare

Testamende Itsva

Hosea 5:9-11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

9. Efuremu achaparadzwa pazuva rokutongwa. Pakati pamarudzi aIsraeri ndinozivisa zvinhu zvechokwadi.

10. Vatungamiri vaJudha vakafanana naavo vanobvisa mabwe omuganhu. Ndichadurura hasha dzangu pavari samafashamu emvura.

11. Efuremu adzvinyirirwa atsikwa-tsikwa mukutongwa, nokuti akada kutevera zvifananidzo.

Verenga chitsauko zvakakwana Hosea 5