Testamende Yekare

Testamende Itsva

Hosea 3:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo ndakati kwaari, “Unofanira kugara neni kwamazuva akawanda; haufaniri kuva chifeve kana kudanana nomumwe murume, uye ndichagara newe.”

Verenga chitsauko zvakakwana Hosea 3

Maonero Hosea 3:3 akapoteredza