Testamende Yekare

Testamende Itsva

Hosea 14:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Nhai Efuremu, ndichineiko chokuita nezvifananidzo? Ndichamupindura uye ndichamuchengeta. Ndakafanana nomuti womupaini wakasvibira; kubereka kwako kunobva kwandiri.”

Verenga chitsauko zvakakwana Hosea 14

Maonero Hosea 14:8 akapoteredza