Testamende Yekare

Testamende Itsva

Hosea 11:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vanhu vangu vazvipira kutsauka vachibva kwandiri. Kunyange dai vakadana kuna Iye Wokumusoro-soro haangatongovasimudziri kunyange nenzira ipi zvayo.

Verenga chitsauko zvakakwana Hosea 11

Maonero Hosea 11:7 akapoteredza