Testamende Yekare

Testamende Itsva

Hagai 2:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi zvino chiva nesimba, iwe Zerubhabheri,’ ndizvo zvinotaura Jehovha. ‘Iva nesimba, iwe Joshua mwanakomana waJehozadhaki, muprista mukuru. Ivai nesimba, imi mose vanhu venyika,’ ndizvo zvinotaura Jehovha, ‘uye mushande. Nokuti ndinemi,’ ndizvo zvinotaura Jehovha Wamasimba Ose.

Verenga chitsauko zvakakwana Hagai 2

Maonero Hagai 2:4 akapoteredza