Testamende Yekare

Testamende Itsva

Hagai 2:1-2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

1. Pazuva ramakumi maviri nerimwe romwedzi wechinomwe, shoko raJehovha rakasvika nokuna muprofita Hagai richiti,

2. “Taura naZerubhabheri mwanakomana waShearitieri, mubati weJudha, kuna Joshua mwanakomana waJehozadhaki muprista mukuru, nokuvanhu vakasara. Uvabvunze kuti,

Verenga chitsauko zvakakwana Hagai 2