Testamende Yekare

Testamende Itsva

Hagai 1:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Makatarisira kuwana zvizhinji, asi tarirai, zvakazova zvishoma. Zvamakauya nazvo kumusha, ndakazvifuridzira kure. Nemhaka yeiko?” ndizvo zvinotaura Jehovha Wamasimba Ose. “Nemhaka yeimba yangu, yaramba ichingova dongo, asi mumwe nomumwe wenyu achishingairira imba yake.

Verenga chitsauko zvakakwana Hagai 1

Maonero Hagai 1:9 akapoteredza