Testamende Yekare

Testamende Itsva

Habhakuki 2:17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Nokuti kuita nechisimba kwamakaitira Rebhanoni kuchakufukidzai, nokuparadza kwamakaita mhuka kuchakutyisai. Nokuti makateura ropa ravanhu; makaparadza nyika namaguta navose vakanga vageremo!

Verenga chitsauko zvakakwana Habhakuki 2

Maonero Habhakuki 2:17 akapoteredza