Testamende Yekare

Testamende Itsva

Genesisi 9:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvinhu zvose zvinorarama nezvinokambaira zvichava zvokudya zvenyu. Sezvandakakupai muriwo munyoro, ndiri kukupai zvino zvinhu zvose.

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 9

Maonero Genesisi 9:3 akapoteredza