Testamende Yekare

Testamende Itsva

Genesisi 7:22-24 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

22. Zvinhu zvose zvakanga zvino kufema kwoupenyu mumhino dzazvo panyika zvakafa.

23. Zvinhu zvose zvipenyu zvaiva pamusoro penyika zvakaparadzwa, vanhu nemhuka, nezvisikwa zvinokambaira panyika neshiri dzedenga zvakaparadzwa kubva panyika. Noa bedzi ndiye akasiyiwa navaya vaiva naye muareka.

24. Mvura zhinji yakafukidza nyika kwamazuva makumi mashanu.

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 7