Josefa akati kuna baba vake, “Ndivo vanakomana vandakapiwa pano naMwari.”Ipapo Israeri akati, “Uya navo pano ndivaropafadze.”