Testamende Yekare

Testamende Itsva

Genesisi 44:17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi Josefa akati, “Ngazvive kure neni kuti ndiite chinhu chakadai! Munhu awanikwa ano mukombe wangu chete ndiye achava nhapwa yangu. Imi mose, dzokerai kuna baba venyu norugare.”

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 44

Maonero Genesisi 44:17 akapoteredza