Testamende Yekare

Testamende Itsva

Genesisi 43:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ivo vakapindura vakati, “Murume uyu akatibvunzisisa kwazvo nezvedu uye nezvemhuri yedu. Akati, ‘Baba venyu vachiri vapenyu here? Muno mumwe munun'una here?’ Takangopindura mubvunzo wake zvakanaka. Ko, taiziva sei kuti aizoti, ‘Uyai nomunun'una wenyu kuno?’ ”

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 43

Maonero Genesisi 43:7 akapoteredza