Testamende Yekare

Testamende Itsva

Genesisi 43:30 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Adumbirwa pakuona kwake munun'una wake, Josefa akakurumidza kubuda uye akatsvaka nzvimbo paangachema ari. Akapinda muimba yake yomukati akandochema ari imomo.

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 43

Maonero Genesisi 43:30 akapoteredza