Testamende Yekare

Testamende Itsva

Genesisi 42:1-2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

1. Jakobho akati anzwa kuti kuIjipiti kwaiva nezviyo, akati kuvanakomana vake, “Seiko muchiramba makangotarisana?”

2. Akaenderera mberi akati, “Ndanzwa kuti kuIjipiti kune zviyo. Burukai muende ikoko mundotitengera zviyo, kuitira kuti tirarame tirege kufa.”

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 42