Nzara yakati yapararira munyika yose, Josefa akazarura matura uye akatengesa zviyo kuvaIjipita, nokuti nzara yakanga iri huru munyika yose yeIjipiti.