Testamende Yekare

Testamende Itsva

Genesisi 36:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Esau akatora vakadzi vake navanakomana vake uye vanasikana vake navamwe vose veimba yake, pamwe chete nemombe dzake nezvimwe zvipfuwo zvake nepfuma yake yose yaakanga awana muKenani, akaenda kunyika yakanga iri kure nomunun'una wake Jakobho.

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 36

Maonero Genesisi 36:6 akapoteredza