Testamende Yekare

Testamende Itsva

Genesisi 36:36-42 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

36. Hadhadhi akati afa, Samura aibva kuMasireka akamutevera paumambo.

37. Samura akati afa, Shauri aibva kuRehobhoti paRwizi akamutevera paumambo.

38. Shauri akati afa, Bhaari-Hanani mwanakomana waAkibhori akamutevera paumambo.

39. Bhaari-Hanani mwanakomana waAkibhori akati afa, Hadhari akamutevera paumambo. Guta rake rakatumidzwa zita rokuti Pua, uye zita romukadzi wake rainzi Mehetabheri mwanasikana waMatiredhi, mwanasikana waMeZahabhi.

40. Aya ndiwo madzishe akabva kuna Esau, namazita avo, maererano nedzimba dzavo namatunhu avo: Timina, Arivha, Jeteti,

41. Dhoribhama, Era, Pinoni,

42. Kenazi, Temani, Mibhiza,

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 36