Testamende Yekare

Testamende Itsva

Genesisi 36:22-24 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

22. Vanakomana vaRotani vaiva: Hori naHomani. Timina akanga ari hanzvadzi yaRotani.

23. Vanakomana vaShobhari vaiva: Arivhani, Manahati, Ebhari, Shefo naOnami.

24. Vanakomana vaZibheoni vaiva: Ayia naAna. Uyu ndiye uya Ana akawana matsime emvura inopisa mugwenga paakanga achifudza mbongoro dzababa vake Zibheoni.

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 36