Testamende Yekare

Testamende Itsva

Genesisi 36:20-23 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

20. Ava ndivo vakanga vari vanakomana vaSeiri muHori, vakanga vachigara mudunhu iroro: Rotani, Shobhari, Zibheoni, Ana,

21. Dhishoni, Ezeri naDhishani. Vanakomana ava vaSeiri muEdhomu vakanga vari madzishe avaHori.

22. Vanakomana vaRotani vaiva: Hori naHomani. Timina akanga ari hanzvadzi yaRotani.

23. Vanakomana vaShobhari vaiva: Arivhani, Manahati, Ebhari, Shefo naOnami.

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 36