Testamende Yekare

Testamende Itsva

Genesisi 34:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Jakobho paakanzwa kuti mwanasikana wake Dhaina akanga asvibiswa, vanakomana vake vakanga vari kusango nezvipfuwo zvake; saka akanyarara pamusoro pazvo kusvikira vauya kumba.

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 34

Maonero Genesisi 34:5 akapoteredza