Testamende Yekare

Testamende Itsva

Genesisi 34:1-3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

1. Zvino Dhaina, mwanasikana akaberekerwa Jakobho naRea, akabuda kundoshanyira madzimai enyika iyo.

2. Shekemu mwanakomana waHamori muHivhi, mutongi wenzvimbo iyo, akati amuona, akamutora akavata naye, uye akamunyadza.

3. Mwoyo wake wakadokwairira Dhaina mwanasikana waJakobho, uye aida musikana uyu, uye akataura naye zvinyoronyoro.

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 34