Esau akati, “Zvino chirega ndisiye vamwe vanhu vangu newe.”Jakobho akabvunza akati, “Asi mungaitireiko izvozvo? Regai ndiwane nyasha pamberi pashe wangu bedzi.”